comfort Project (@manyisamik31077) 's Twitter Profile
comfort Project

@manyisamik31077

ID: 1658412244969955328

calendar_today16-05-2023 10:01:34

8,8K Tweet

231 Takipçi

180 Takip Edilen

comfort Project (@manyisamik31077) 's Twitter Profile Photo

Kkkkk Trump ,live Africa alone..Putin is waiting for you. Kkkkkkk.we do want anything to you,Go to hell. Yo days are numbered in white house

Kkkkk Trump ,live Africa alone..Putin is waiting for you.
Kkkkkkk.we do want anything to you,Go to hell.
Yo days are numbered in white house
comfort Project (@manyisamik31077) 's Twitter Profile Photo

Ndikafunga makanetsero akaita Geza so,handamboziva kuti achadzima ,uye tichatadza kuziva kuti arip? Kkkkkkk Geza arip nhai? Ndasuwa fellow Zimbabweans ngatisanganei 20:30pm,kuU-tube yangu.kkkkkkk.

comfort Project (@manyisamik31077) 's Twitter Profile Photo

Uyu murume mwari amuchengete.ndakadzidza zvakawanda chaizvo.kunyanya ,"kutaura hakuvake".asi nyarara utarise mberi chete ,maResults anonyaradza vanhu.ndakadzidza.

Munguva yaMugabe hakuna Vp or minister hake akambonosigna Mega deal,even kubuda kunotsvaga Investor.Kana muState house,hapindwa nesu ,But now ,maVp anobuda kunze. Waona musiyano wacho....

comfort Project (@manyisamik31077) 's Twitter Profile Photo

37years mumwe murume achitonga,ndikanzi bata zvaakaita ndoshaya,kunze kwemaspich chete. 8years,mumwe murume achitonga ndikanzi bata zvaakavaka..ndinotanga kunongedza parliament,road s border,maclinics,maschools. Ed sando dzake ....

Twinsisters (@twinsis50497431) 's Twitter Profile Photo

Before President Mnangagwa, Zimbabwe 🇿🇼 was losing millions importing transformers. Today, world-class transformers are being made right here at home. Proudly Zimbabwean! President of Zimbabwe 𝐂𝐫𝐢𝐦𝐞 𝐖𝐚𝐭𝐜𝐡 𝐙𝐖 Reserve Bank of Zimbabwe Prof Feresu aka Shashie #NyikaInovakwaNeveneVayo