Sir G (@gchikodzo) 's Twitter Profile
Sir G

@gchikodzo

Air conditioning and refrigeration technician.Domestic, Commercial and indusrial. Installation and repair of air conditioning systems, fridges, coldrooms, etc.

ID: 727504282434572292

calendar_today03-05-2016 14:25:12

1,1K Tweet

787 Takipçi

2,2K Takip Edilen

Sir G (@gchikodzo) 's Twitter Profile Photo

It's a beautiful Monday morning, how do you deal naBoss anofarira kunyadzisa vashandi. Kupopotera mushandi in front of everyone 🙂🙂. How do you react if it happens to you.

Sir G (@gchikodzo) 's Twitter Profile Photo

Ma early forties, to late fifties kune vanonwa matablets eBP, how are you managing the bedroom , I heard varume vazhinji complaining about the erection. Hanzi haimuki zvekumhanya , How true is that. You can share your experience or zvawakanzwawo 🙂🙂

Sir G (@gchikodzo) 's Twitter Profile Photo

Why is it vakadzi vanongoda kudzosera chakaipa chete. Ukatenga mota haateedzeri, ukawaka musha, ukaita zvakanaka haateedzeri asi ukaita chihure anenge achida kurevenger. Why revenge yezvakaipa chete, hakuzi kuti munhu anenge agarawo achizvida 🙂🙂

Sir G (@gchikodzo) 's Twitter Profile Photo

I lost my phone cnr park stree na Kwame Nkrumah on Thursday morning. I had an examination two days later. It was snatched from my pocket, pakaita a small pressure pakupinda mukombi. This phone had all the modules. Anyone to track it 🙂🙂

Sir G (@gchikodzo) 's Twitter Profile Photo

You are two days to write an examination, foni yobva yabiwa and all the useful information and modules were stuffed there....... 🙂🙂

Sir G (@gchikodzo) 's Twitter Profile Photo

No strings attached, the new normal. Tinongoonana beans yongorohwa ipapo no drama no odd hours calls and messages...... It's a wired world 🙂🙂🙂

Sir G (@gchikodzo) 's Twitter Profile Photo

Mushonga wemusana haudyirwi mukadzi wemumba, unokuwara, ukada kuita zvakadarika zvemazuva ose hanzi zvakwana, kudoti idyawo tifanane hanzi uda kundiita sex slave, kaOne ikako katori bhoo 😌😌 apa 🍆 great Johnnie anenge arikupisa arikuda zviro 🙂😄😄

Sir G (@gchikodzo) 's Twitter Profile Photo

Anyone angandiblessawo nekafuel saver this Christmas ndione kumbonoona hama neshamwari kwangu kumakomoyo kwaRusape. Kupa kunemufaro kunokunda kugamuchira, mbinga dzisina noise heyo challenge 😉😉😃😃😃

Sir G (@gchikodzo) 's Twitter Profile Photo

But chii chaiita kuti tizeze kusvikira vasikana. It was not that easy , I understand vazhinji vakatonyengerwa nehama especially vanasisi or vanatete.

Sir G (@gchikodzo) 's Twitter Profile Photo

Saka makaramba kundipawo kaFuel saver here kekushandisa pa holiday. Mhuri yangu yakakura, bhazi maOne chaiwo. 🙂🙂

Sir G (@gchikodzo) 's Twitter Profile Photo

Sometimes sex is overatted, especially vane 15 and above years in marriage.. Kunenge kwave kungogarisana 🙂🙂🙂😄