BbZim no1
@billarmc
proudly Zimbo #decentzimcitizen🇿🇼
ID: 1616538007707811869
20-01-2023 20:50:08
1,1K Tweet
240 Followers
540 Following
🔸Chinzwaika, agenda iripo ndeyekuti amaWarriors anofanirwa kurira paX kudarika mateam ese. Panongoiswa post yevakomana pahandle ye TotalEnergiesAFCON2025, munhu wese ngaaise like, nerepost. Nyangwe iri nyaya yei, nyorai kuti but the Warriors are the best, Zimbabwe is best nekuti Go