Anold (@anold7101782) 's Twitter Profile
Anold

@anold7101782

ID: 1823700614620307456

calendar_today14-08-2024 12:38:17

68 Tweet

233 Takipçi

1,1K Takip Edilen

Anold (@anold7101782) 's Twitter Profile Photo

Muchadzidza kuti zita rekuti Junior siyanai naro rinokunyadzisa vanhu vachingoti muridzi we zita ndizvo zvaangori ..... chionai manje real character ya baba Bona

Anold (@anold7101782) 's Twitter Profile Photo

Mazuvano takungomirira ma audio kuti tinzwe update........ munhu wese angori pa channel kuti hapana new information hr ....... time iya yadzoka futy yekugara pafoni

Kungorega kurega kuva follower neku liker ma post avo tigoona kuti vanohora sezvo vachihora nekuda kwe number yema likes, followers, retweets tigoona kana vana nevakadzi kumba vakadya sadza