Emjaylin (@emjaylin1) 's Twitter Profile
Emjaylin

@emjaylin1

ID: 1444604373406003203

calendar_today03-10-2021 10:05:21

40 Tweet

142 Followers

544 Following

Glen Dhliwayo (@glendhliwayo) 's Twitter Profile Photo

Urikuona kuti chii wangu, kusara kana kuva kumashure hakusi kukundikana. Vamwe vakanonoka kutanga asi vakazotanga kupedza. Vamwe ndivo vakakunda hondo dzemakore gumi muzuva rimwe chete. Moyo wako ngaurege kumanikidzwa, famba ne nguva yako. Waibata πŸ€”