Music Lyrics Zim (@zimmusiclyrics) 's Twitter Profile
Music Lyrics Zim

@zimmusiclyrics

for the best of Zimbabwean music lyrics follow us here and also follow my personal account @goldenmaxxy

ID: 2992509707

calendar_today22-01-2015 16:52:08

21 Tweet

631 Followers

16 Following

Music Lyrics Zim (@zimmusiclyrics) 's Twitter Profile Photo

Kune chinhu chimwe chete chichanditadzisa kupinda denga mwana wangu uyu... #SongName #Handirambe reply with the artist's name and RT

Music Lyrics Zim (@zimmusiclyrics) 's Twitter Profile Photo

Vanorara musango vachichema kwazvo vamwe vanotsanya vachigunun'una zviri kwamuri mambo kuda kwenyu itai chido chenyu here ichi? pindurai mambo #Pindurai #OliverMtukudzi #ZimMusicLyrics

Music Lyrics Zim (@zimmusiclyrics) 's Twitter Profile Photo

Usazvinetse muhupenyu farira kuti uri mupenyu zvinouya zvinoenda, zvinoenda zvinouya ndozvinoita hupenyu #WinkyD #SeaSaw #ZimMusicLyrics Winky D

Music Lyrics Zim (@zimmusiclyrics) 's Twitter Profile Photo

Ivai mununuri wangu murwendo rwandinarwo rwendo rwehupenyu chokwadi vadzimu vangu ivai mutungamiri wangu #Jemedza #JamesChimombe #ZimMusicLyrics

Music Lyrics Zim (@zimmusiclyrics) 's Twitter Profile Photo

Imi baba dadai nemudzimayi wenyu mumusha imomo iko kuzotsvaga mabhindauko ekupfuwira rudo #TongaiMoyo #Naye #ZimBestMusicLyrics

Music Lyrics Zim (@zimmusiclyrics) 's Twitter Profile Photo

Kana paine pamakandichengetera baba ndinokumbirawo mugove wangu ndichiri kurarama tenzi tarirai ndosakadzwa sezvipfeko nemari ndisina changuwo #ZhakataL #Mugove #ZimMusicLyrics