Mnetsi Sue
@mnetsisue
Property consultant 🇿🇼🇿🇼🇿🇼 Liverpool supporter since 2004 #YNWA
ID: 2560213443
http://www.citypropertyzim.co.zw 23-05-2014 12:35:17
5,5K Tweet
5,5K Takipçi
5,5K Takip Edilen
Good people pane mota iyi, munhu akangouya akaisiya ipapa yadonhera mudrain akatoenda nanhasi haasati adzoka kuzoitora. Ndangofunga kuti anodaro abga akadhakwa akatokangamwa kwaakaisiya. The Herald Zimbabwe Hopewell Chin’ono 🇿🇼 ZANU PF PATRIOTS 🇿🇼 nelson chamisa 𝑻𝒉𝒆 𝑺𝒂𝒍𝒕 𝑶𝒇 𝑻𝒉𝒆 𝑬𝒂𝒓𝒕𝒉
Kare kwainakidza nelson chamisa
But honestly Ministry of Transport - Zimbabwe what is stopping you from finishing the Harare Beitbridge road ?
Haaa comparing Jah Prayzah with any other artist in Zim is daring. This man is a star, a bright one. Was listening to his newest album ndatenda zvangu.
Mukoma Teddy TEDIOUS MUSINACHIREVO huyai pano mudzokorodze nyaya yenyu, makati Chelsea FC inotwa sei?
But is is proper for Zimbabwe Republic Police to have a road block in a traffic circle like what they are doing at Kuwadzana traffic circle? 🇿🇼 ZANU PF PATRIOTS 🇿🇼 ndimi muri padhuze navo President of Zimbabwe ndisvitsireivo chichemo zviri kuitwa neZim police hazvisi fair tosvika nguvai kubasa?
Thank you mukoma TEDIOUS MUSINACHIREVO for fixing my fridge, it's unfortunate that ndatadzawo kukuona but pachikomana ndiyoyo
Senegal coach is the real man, I salute him TotalEnergies you need to reward him for his bravery @TotalAFCON2025 you need to be fair...