TANAKA MUNONGERWA (Judah Jongwe)(@tanaka_m74504) 's Twitter Profileg
TANAKA MUNONGERWA (Judah Jongwe)

@tanaka_m74504

2024 ZINASU VICE-CHAIRPERSON MIDLANDS STATE UNIVERSITY GWERU CHAPTER.A DEVOTED CHRISTIAN AS WELL AS A PASSIONATE FEMINIST 💙🇿🇼‼️💯💯

ID:1687354756337950720

calendar_today04-08-2023 06:49:13

193 Tweets

124 Followers

110 Following

TANAKA MUNONGERWA (Judah Jongwe)(@tanaka_m74504) 's Twitter Profile Photo

I love and respect Fadzayi Mahere🇿🇼 she really is a warrior who went into politics not as a career choice but rather as a result of the burning passion of seeing ZIMBABWEANS being freed. Live long Mwanasikana. Zimbabwe shall acknowledge you💙💙💙💙💯💯💯💯

account_circle
TANAKA MUNONGERWA (Judah Jongwe)(@tanaka_m74504) 's Twitter Profile Photo

Hatisi kuti vanhu ngavadzidze pachena .Hatina kuramba kuti education is not for free. Asi dai mutengoweDZIDZO wakwanisa kupa mwana wese mukana wekuyenderera mberi nekufunda.Pavana vagere kumba ndipo pane magweta,nevatungamiri vamangwana.DAI MAPA VANA MIKANA YAKAENZANA VAMURWIRA💔

Inga tiri vanhu vamwechete wani. Ko inga makati NYIKA INOVAKWA NEVENE VAYO ko VENE vamaireva ndevapi kana DZIDZO ichiri yevakapfuma bedzi.Chishuwiro chemhuri dzose nemubereki kuona vana vaakazvara vachibudirira. Vana vevapfumi ndivo VENE vacho here? Tine mibvunzo VaMURWIRA🇿🇼😭💔

Vana vazhinji kwazvo vagere kumba nepamusana pekushaya mari yedzidzo. Chichemo chedu ndechekuti dai VaAmonMurwira vapindira nekuti ramangwana renyika riri mumawoko evechidiki.Zvinoreva izvo kuti hapana ramangwana ratinga taura nezvaro ivo vechidiki vasina mukana wekudzidza🇿🇼💔😭

account_circle
TANAKA MUNONGERWA (Judah Jongwe)(@tanaka_m74504) 's Twitter Profile Photo

Mutengo Wedzidzo Ngauderedzwe kuti nyika yedu ibudirire‼️‼️‼️‼️‼️🤲🤲🤲🤲🤲🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼

account_circle
TANAKA MUNONGERWA (Judah Jongwe)(@tanaka_m74504) 's Twitter Profile Photo

Whether Julius Sello Malema wins or not but he have already impacted the lives all AFRICANS. The man is already a HERO who will be cherished by all GENERATIONS . WE CONFIDENTLY SAY STAND UP AND FIGHT FOR THE RIGHT TO EDUCATION ZINASU🇿🇼

account_circle
TANAKA MUNONGERWA (Judah Jongwe)(@tanaka_m74504) 's Twitter Profile Photo

Surely mine breaks too
Jongwe was one of those prominent figure who could have been doing great works in today Zimbabwe namaste 💔😭🇿🇼

account_circle
TANAKA MUNONGERWA (Judah Jongwe)(@tanaka_m74504) 's Twitter Profile Photo

We will forever acknowledge you COMMANDER
OUR FOREVER MISSED ZINASU PRESIDENT
VAKANAKA NDIVO VANOYENDA ZVAVO
ZORORA MURUGARE GAMBA RAMAGAMBA💯💔🇿🇼

account_circle
TANAKA MUNONGERWA (Judah Jongwe)(@tanaka_m74504) 's Twitter Profile Photo

THE LEGACY OF LEARNMORE JUDAH JONGWE WILL NEVER DIE. WE WILL PASS IT FROM GENERATION TO GENERATION. FATHER-ZINASU💙💙💙💙💙💙💙💯💯💯💯💯

account_circle
TANAKA MUNONGERWA (Judah Jongwe)(@tanaka_m74504) 's Twitter Profile Photo

Could be turning 50 but because of the Regime's brutality the man was knocked down. They didn't know that all humans can die but the idea will live for 5 million more years .....VIVAAAA THE SPIRIT OF LEARNMORE JUDAH JONGWE 💙 💯

account_circle