Marko Shoko (@markoshokom) 's Twitter Profile
Marko Shoko

@markoshokom

Human Rights Monitor

ID: 4923549185

calendar_today17-02-2016 11:46:39

2,2K Tweet

533 Takipçi

1,1K Takip Edilen

Marko Shoko (@markoshokom) 's Twitter Profile Photo

Hahaha inga tine ma Senator akatonzi nana Chiremba venjere havasi mushe asi vari kunzi vaite zvekuti nyika ifambe wani.Ava hapana patati tapihwa kuti dzakawandisa wani

Marko Shoko (@markoshokom) 's Twitter Profile Photo

Tafunga kuti muri ma War Veterans of Zimbabwe ,War Veterans evanhu ,ePovo ,Kana vari vemusangano weZanu then you are not to be respected .

Marko Shoko (@markoshokom) 's Twitter Profile Photo

Zvinodhaka zvose zvakaipa asi wemushonga wechikosoro onzi 6 months muchizarira, vekokeni vonzi bhadharai mari muende kumba. 🙅🏾‍♂️. Zvirikumbofamba sei uko? 🙋🏾‍♂️

Gift Ostallos Siziba (@cde_ostallos) 's Twitter Profile Photo

The unity of progressive forces remains the strongest bulwark against political intrusion and authoritarianism. It is only through collective resolve and common purpose that we can defend our democracy and advance the struggle for a democratic Zimbabwe.Together! #NoTo2030