Murungu Asina Purazi πŸ”«πŸšΆπŸ’£πŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡¦(@IanSmiththe3rd) 's Twitter Profileg
Murungu Asina Purazi πŸ”«πŸšΆπŸ’£πŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡¦

@IanSmiththe3rd

Hesi kani mhoro kanjani πŸ˜˜πŸ˜πŸ˜šπŸ˜™πŸ˜—

ID:990510146588725248

calendar_today29-04-2018 08:36:36

59,0K Tweets

52,5K Followers

32,8K Following

Murungu Asina Purazi πŸ”«πŸšΆπŸ’£πŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡¦(@IanSmiththe3rd) 's Twitter Profile Photo

Vatanga kuziva kuti hazvinzi Hiyaa Hiyaa Wooo but Here We Are All musanyare simudzai maoko πŸ‘‹πŸ€šπŸ–βœ‹ pamwe chete neni πŸ€ πŸšΆπŸ’£πŸ’₯πŸ”₯

account_circle
Murungu Asina Purazi πŸ”«πŸšΆπŸ’£πŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡¦(@IanSmiththe3rd) 's Twitter Profile Photo

Kudzidziswa biological science na Teacher anotambira ZiG haupase inzwa Teacher anotambira ma Naira unofoira nepayi apa πŸ€£πŸšΆπŸ’£πŸ’₯πŸ”₯

account_circle
Murungu Asina Purazi πŸ”«πŸšΆπŸ’£πŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡¦(@IanSmiththe3rd) 's Twitter Profile Photo

Don't judge the cover by the book . But first album haidi munhu anehana inorohwa nehana ,because panema bars ari serious πŸŽ΅πŸŽ€πŸšΆπŸ’£πŸ’₯πŸ”₯

account_circle
Blue movement(@tumirai56056) 's Twitter Profile Photo

🀣🀣🀣🀣dumbu rake iro rine mari dzevanhu vakasiyana siyana rega ritsemukire shuwa🀣🀣

account_circle
Murungu Asina Purazi πŸ”«πŸšΆπŸ’£πŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡¦(@IanSmiththe3rd) 's Twitter Profile Photo

Chokwadi Mwana anga achizvishandira atone dumbu rakatsemukira kunge Dohwe akufira vabereki . Ndiyani asingazive kuti chasara muZimbabwe πŸ‡ΏπŸ‡Ό madhiri chete as long usiri kuuraya vanhu nema Drugs chete πŸŽ€πŸšΆπŸ’£πŸ’₯πŸ”₯

Great πŸ‘ now tavekuda kuona chikoneso chirikutadzisa nyika kufamba varungu havasisiri ve Opposition πŸ‘Œ vave Zanu-PF πŸŽ€πŸšΆπŸ’£πŸ’₯πŸ”₯

account_circle
Murungu Asina Purazi πŸ”«πŸšΆπŸ’£πŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡¦(@IanSmiththe3rd) 's Twitter Profile Photo

ED to Chiwenga zvaizvezvi he's now winning he told him pamberi pake kuti 'Urimbavhawo seni iwe soo you can't use that kuti undibvise pachigaro itombonamatirwa humbavha hwako first' πŸ’”πŸšΆπŸ’£πŸ’₯πŸ”₯

account_circle