Malaga(@PMalaga2022) 's Twitter Profileg
Malaga

@PMalaga2022

Parody Account |Do not take my tweets seriously| I am here for fun & nothing else | #Freakonomics| i 💛Football, Satire & Banter

ID:1516385154209652738

calendar_today19-04-2022 11:56:31

29,6K Tweets

27,5K Followers

10,2K Following

Follow People
Malaga(@PMalaga2022) 's Twitter Profile Photo

Javha: Haa pakashata mudhara ndaive ndega muGround

ED: kkkk mazuvano vanhu vangwara wena zve Zanu nemaPorofita enhema havachadi panotoda ka chicken in kuti vanhu vauye🍗

Javha: Haa pakashata mudhara ndaive ndega muGround ED: kkkk mazuvano vanhu vangwara wena zve Zanu nemaPorofita enhema havachadi panotoda ka chicken in kuti vanhu vauye🍗
account_circle
Malaga(@PMalaga2022) 's Twitter Profile Photo

This was posted 10 years ago in 2014 mozoti hanzi Malaga anonyeba kana achiti 'tu ma curve twa 1985' 😭😭😂

This was posted 10 years ago in 2014 mozoti hanzi Malaga anonyeba kana achiti 'tu ma curve twa 1985' 😭😭😂
account_circle
Malaga(@PMalaga2022) 's Twitter Profile Photo

I hope handibuditse tsete apa.. hapasinyore kukwira apa hope ndichagumira mukusura chete nekuti eeh ndinganyarira pai mwana wa former minister

I hope handibuditse tsete apa.. hapasinyore kukwira apa hope ndichagumira mukusura chete nekuti eeh ndinganyarira pai mwana wa former minister
account_circle