profile-img
Gondai Mutongi

@GondaiMutongi

Anti neo-imperialism. Zimbabwe for life. Nyika yaBaba

calendar_today05-08-2016 06:55:55

43,0K Tweets

33,1K Followers

4,1K Following

Gondai Mutongi(@GondaiMutongi) 's Twitter Profile Photo

Nhapwa yepfungwa Blessed Mhlanga awonekwa kuMbare achisunganidza mota yake newaya.

Zviri kunzi kupikisana pakati paTrump naBiden kwamisa kubharwa kwenhapwa depfungwa ana Blessed Mhlanga. Hanzi Brian Nichols @usembassyharare ari kushaya mari yekubhadhara nhubu dzeMDC.

Nhapwa yepfungwa Blessed Mhlanga awonekwa kuMbare achisunganidza mota yake newaya. Zviri kunzi kupikisana pakati paTrump naBiden kwamisa kubharwa kwenhapwa depfungwa ana Blessed Mhlanga. Hanzi Brian Nichols @usembassyharare ari kushaya mari yekubhadhara nhubu dzeMDC.
account_circle